Kuredza

From Wikipedia
(Redirected from Gwezvo)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kuredza kana kuraura (fishing) rinoreva kuteya hove kuti udzibate nechirauro.

Kubvuva zvinoreva kushandisa rutava pamvura yakadzika kuti ubate hove. Wacho anobata hove nenzira iyi anonzi mubvuvi, vawanda vonzi vabvuvi.

Chinamato[chinja | edit source]

  • Jesu akati kuvadzidzi vake "Ndichakuitai varedzi vevanhu.
  • Kune chikwata chevarume vechitendero chechiKristu vanoimba nziyo vachizvidana kunzi vabvuvi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti mvuvi (fisherman) vachitaura mubvuwi.
  • VaSwahili vanoti chambo kana vyambo pakuwanda (bait, lure) vachireva hwambo.
  • VaKongo vanoti taka (a wooden hitch). Ko izwi rokuti kutakanura rinotodzana neiri here?.
  • VaKongo vanoti taka (a short straight piece of wood fastened in the centre to a fishing line, which when swallowed hitches crosswise, and so the fish is caught).