Kudandamudza
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKufaranuka)
Kana chiro chichikura kubva pamumhu wachanga chiinacho pakutanga chinonzi chiri kutandauka - expansion kuEnglish. Nokumwe kutaura tinogona kuti kufaranuka asi shoko iri rinonyanya kushandiswa pachinhu chiri kukura hwasha kana hupamhi hwacho.
- Kudandamudza (Cause to enlarge or extend).
- Kudandamuka, kudandamura kana kudandamutsa (Stretch out what was coiled - e.g. rope).
- dandau kana tandau (ideo of Enlarging, extending).
- dandaudza (Cause to enlarge or extend).
- Dandauka (Grow larger - circle of people).
- Dandauka (Grow larger e.g. circle of people).
- Kutandavadza (cause to spread out as of the roots of a tree; cause one to sit with legs stretched out).
- Kutandavara (to spread out as of tree roots, or as of one's legs stretched out).
- Kutandavarira (sit with legs stretched out towards another).
- Kupandambadza (enlarge by making additions).
- Kutambanura (to stretch out thing that is folded) zvichireva kubhedhenura chiro chakapetwa. Apa zvoreva kuti chinotambanuka hukuru hwacho hunobva hwanatsa kuonekwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGwere vanotaura vachiti kutandabala (be spread out; extend, broaden, occupy space) vachireva kutandavara.
- Herero vanoti tandavara kana taravara (expand; extend) vachireva kukudza. VaHerero vanoti tandaura (extend; enlarge - as a garden or kraal).
- VaChewa vanoti tanda (spread, extend as a growing plant). VaChewa vanoti tandika (stretch out, hence to pitch a tent).
- MaZulu vanoti tanda (1. Travel a great distance; go on a long, weary journey. 2. Give a long statement; relate at length). Sokuti: Vaimbi vararodandaura.
- VaZigula vanoti kutanda (spread out, spreading out). Sokuti Nkhunde zitanda - (the beans have spread out) - bhinzi dzatandira.