Svetuka kuchirochemo

Kutandavara

Kubva Wikipedia

Kutandavara (to spread out as of tree roots, or as of one's legs stretched out) zvinoreva kutambaradza makumbo zvikurusei kana munhu akagara.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaYao vanoti kutandika (to spread out) kureva kutandavadza.
  • Vatauri veUmbundu vanoti tandavela (stretch forth hand or foot) kureva kutandavara.
  • Vatauri veUmbundu vanoti tandaluka (withdraw foot).
  • Mururimi rweLugwere vanoti kutandabala (v. be spread out, extend, broaden, occupy space) kureva kutandavara.