Svetuka kuchirochemo

Kubuda kwezuva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuduka kwezuva)

Kubuda kwezuva, kuduka kwezuva kana kubangura (sunrise) zvichireva kuyedza kwezuva.

  • Zvichida izwi rokuti kubangura rinokwanisa kushandiswa kuturikira izwi rinoti: oriental rinoreva vanhu kana zvine chekuita nekuMabvazuva.
  • Iti nzira bangwa - ideophone for following the path closely.
  • Afumira kubasa, apinda mubhazi kusati kwati kweru.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kidawida inoti kuela (v. to be light, to dawn) kureva kuyedza kwekunze.
  • Bushong inoti kosha (n. sunrise, early in the morning, morning, dawn) kureva kuyedza kwekunze.
  • Uyo Ibibio inoti siere (dawn, enter a new day, remain until the new day, make it through the night).
  • VaTonga vanoti pata (to rise - of the sun) zvichireva kuyedza kwezuva. VaTonga vanoti kujwe (n. east) zvichireva kumabvazuva.
  • Basotho vanoti letsatsi lea chaba (v. the sun rises). Mamwe Mazwi: (chabile). -caba (v.i. Sotho to rise (the sun)
  • Lozi inoti bucabela kana upa (n. east; orient) kureva kumabvazuva. Kwama vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn).
  • Herero vanoti yerisa (to brighten) kujekesa. Mamwe mazwi: ou-yere (brightness; glory; clearness). -yere (light, bright, clear).