Kubangura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kubangura (to rise - of the sun; the orient sun) apa zvichireva kubuda kwezuva. Saka kubuda kwezuva kwonzi kubangura kwezuva. Zvichida izwi rokuti kubangura rinokwanisa kuturikira chinonzi Oriental kuEnglish.

Oriental (rising or appearing, especially as from below the horizon: the orient sun).

Kuumba Mazwi[chinja | edit source]

Pano pari kuyedzwa kuumbwa mutauro; mamwe mazwi haako kuChiShona chinotaurwa.