Svetuka kuchirochemo

Jumjum

Kubva Wikipedia

Jumjum mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Jumjum vanoti müürï (adv. together) kureva pamwepo.
  • Jumjum vanoti ŋaani (ques. who) kureva ani.
  • Jumjum vanoti ŋan (num. four) kureva ina.
  • Jumjum vanoti dula (vn. collecting) kureva kuunganidza.
  • Jumjum vanoti düllüŋ (n. open area) kureva nzvimbo yakatambanuka.
  • Jumjum vanoti guuŋ (n. dog) kureva mbwa.
  • Jumjum vanoti gun (n. side of body) kureva rutivi pamuviri.
  • Jumjum vanoti gülküte (n. dove, ) kureva njiva.
  • Jumjum vanoti Jooŋ (n. God) kureva Mwari.
  • Jumjum vanoti jon (n. chest, heart) kureva moyo.
  • Jumjum vanoti jüülo (n. goat, female goat) kureva mbudzi.
  • Jumjum vanoti kän (n. stomach, belly) kureva dumbu.
  • Jumjum vanoti kïïmmä (n. heart) kureva moyo.
  • Jumjum vanoti lemmä (n. tongue) kureva rurimi.
  • Jumjum vanoti mana (anyone, person ) kureva munhu.
  • Jumjum vanoti paadi (v.tr. spread, plaster).
  • Jumjum vanoti paari (v.tr. wrap) kureva kuputira.
  • Jumjum vanoti pare kana paru (adv. alone) kureva wega.
  • Jumjum vanoti ṭoŋ (n. crowd) kureva mhomho.
  • Jumjum vanoti waawa (n. fatherꞌs sister, aunt) kureva tete.