Ik

Kubva Wikipedia

Ik kana Icetod mutauro unowanikwa kuUganda.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ik inoti deta (v. bring) kureva kuunza. Ndebele inoti leta (v. bring).
  • Ik inoti babo (n. father) kureva baba.
  • Ik inoti paka (prep. until) kureva mupaka.
  • Ik inoti kombota (liquor, strong drink). kureva [[]].
  • Ik inoti ɲákaɓɨlá (n. ethnic group, people, tribe; kind, species, type, variety). kabila (tribe, clan).
  • Ik inoti ɲáɓata (n. duck, goose) kureva dhadha kana gusi.
  • Ik inoti ɲáɓáo (n. board, plank; blackboard, chalkboard).
  • Ik inoti suwa (n. beam, ray, or shaft of light) kureva bwerazuva.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ik inoti fotso (n. ravine - a narrow steep-sided valley commonly eroded by running water).
  • Ik inoti kom (lots, many, multitude). Mamwe mazwi: komon (to be many).
  • Ik inoti bukon (to be prostrate) kureva kutsivama.
  • Ik inoti cue- (n. water) kureva mvura.
  • Ik inoti cuanon (to be liquid).
  • Ik inoti erúts- (be fresh, new). Mamwe mazwi: ɲámáli (n. possessions, property, wealth).
  • Ik inoti emuta (n. story) kureva nyaya.
  • Ik inoti gwasak (n. stone) kureva dombo.
  • Ik inoti beresa (to build, construct, mould, make; to develop, raise up) kureva kuvaka.
  • Ik inoti bas (n. beam, ray, or shaft of light) kureva maranzi echiedza.
  • Ik inoti bar (n. n. flock, herd; riches, wealth) kureva danga kana hupfumi]].
  • Ik inoti baratigwa (n. yellow white-eye).
  • Ik inoti ɓaŋásí (n. looseness, slackness; plainness, simplicity).
  • Ik inoti kotere (prep. 1. because of, due to; 2. because, due to the fact that, for the reason that. 3. in order that, so that).
  • Ik inoti neba (body, self) kureva muviri.
  • Ik inoti ɲaɓʉra (n. corn, maize) kureva chibage.
  • Ik inoti ɲákaɓír (n. sorghum variety with red or white seeds and coarse hairs on the seed-heads like those of bullrush).
  • Ik inoti ɲakaíta (n. sweet potato) kureva mbambaira.
  • Ik inoti ɲákámus (n. pitch darkness - i.e. no moon, thick clouds) kureva mhindo.
  • Ik inoti ɲákitamɓára (n. handkerchief) kureva hengechefu.
  • Ik inoti ɲásaaní (n. plate, saucer) kureva ndiro.
  • Ik inoti ɲásápari (n. round, time; expedition, journey, trip) kureva safari.
  • Ik inoti tsàŋ (n. gap - in a mountain or in one’s teeth) kureva vende.
  • Ik inoti màràŋɡwà (red bean) kureva bhinzi dzvuku.
  • Ik inoti rowa (flatland).

Dudzirachiito[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ik inoti zuku (adv. very). Mamwe mazwi: tsabo (adv. apparently; evidently, obviously).
  • Ik inoti tsamu (adv. of course). Mamwe mazwi: nabo (adv. again; furthermore; moreover).

[1]

  1. https://library.oapen.org/bitstream/handle/20.500.12657/31322/631280.pdf;jsessionid=3CA4982F54D1655B25C01893BACF27D4?sequence=1