Gomba
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuHwirihwinza)
Gomba (pit in English) zvinoreva nzvimbo yakacherwa ine hudzamu nehwasha hwakakura.
- Gomba kana riri kuchererwa kuwana ivhu rekuwumbisa rinonzi rondo.
- Gomba kana riri rekuviga chitunha rinonzi guva.
- Gwirihwinza, hwirihwinza kana musingwi (Very deep hole in the ground) apa kureva gomba rakadzika semare. Pahuwandu anonzi mahwirihwinza.
- Hwiringwindi (Large entrance to termite nest). Akawira muhwiringwindi yegomba: he fell into a big termite hole.
- Dindi kana madindi (hole in the ground).
- Rindi (pit).
- Batsavatsi (hollow made by ants below floor).
- Mhiripiti (1, Precipice - rupanana; 2. Deep hole with sheer sides).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nebuwe rakaunzwa, rikaradzikwa pamuromo werindi: A stone was brought to block the opening of the pit. (Daniel 6:17 Bhaibheri reChiNdau Rakachena).
Kunoitawo makomba anochererwa kuita mugodhi wekukohwa muchegwa wakasiyana siyana.