Guva
- Guva (Grave) apa kureva rinda rinovingwa munhu afa.
- Guva, butu kana mabutu (1. Husk or bran of bulrush millet or sorghum; 2. Husk of maize grain).
- Guva (Dust place for sitting; floor). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Ruguva?
- Ruguva izita remhuri.
- Chikuva kana huva (a platform made in the chicken for placing claypots) inzvimbo yakakwirira inovakwa mukicheni iri nzvimbo inorongerwa hari.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Nyanja inoti gua (n. dry heaps of sand left when the river falls; sandbanks; heaps of sand; ribs of sand).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |