Guru
Mataridziko
- Nyama yeGuru
- Guru (polygamous marriage).
- Guru (big)
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti gulu kana magulu (audience; assembly, troop). Mamwe mazwi gulu (a race or family, larger than fuko).
- VaChewa vanoti gulu kana magulu (crowd, company, herd of animals, drove of cattle, pack of wolves). Sokuti gulu la ankosa - danga rehwayi.
- Chuwabo vanoti vatakulu (at home) kureva pamba kana pamusha. Gbeya vanoti guru (in one place) kureva panzvimbo imwe.
- Samo vanoti kuru (n. group) kureva boka. Fananidzai nokuti guru. Jamsai Dogon inoti guru (adj. long).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |