Svetuka kuchirochemo

Hongonya

Kubva Wikipedia

Hongonya kana gongonya (A strong & brave person; a strong object).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Luwanga vanoti obukhongo (size, bigness). Mamwe mazwi: okhukhongoya (v.i. become bigger, larger; increase in size). Eshikhongo (adj. big; large; important).
  • VaMambwe vanoti -kongomala (to feel well, strong - of a person who has recovered). Mamwe mazwi: -kongomalika (to help a person to recover, to be strong again).
  • VaBukusu vanoti buukhoongo (n. authority, size, bigness; being in a position of higher status). Mamwe mazwi: omukhoongo (n. boss (in job), big person, servant, minister).
  • Lubukusu vanoti síikhoongóchi (n. main person, stem, mast, one who carries everything else). Lubwisi vanoti kukongoma (v. be strong, mighty).