Chiyaka sezita

Kubva Wikipedia

Chiyaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chiyaka Nyongi, Lameck Chiyaka, Walter Chiyaka.
  • Mazita ari pedyo: Chiyaka, Mayaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Herero vanoti yaka (v.i. burn, blaze). Mamwe mazwi: oru-yaka (n. flame). VaShambala vanoti kuwaka (to burn, blaze) kureva kutsva.
  • Taita vanoti kuwaka (v. to flame) kureva kuririma. VaTiriki vanoti khwaka (to burn, to glow, to give light).
  • BaKalanga vanoti chibaka (time) kureva nguva. VaLomwe vanoti owaka (v. scrape) kureva kukwenga kana kupara.
  • Sangho vanoti yaka (n. any cultivated area: field, garden, plot, orchard).