Chituso

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chituso (Reward, Present) zvinoreva mubayiro kana chimwe chinopiwa kutenda kana kuyemurwa zvaitwa kana pasvikwa nemunhu.

Chinhongameso kana shangameso (reward for finding something that was lost).

Tsika[chinja | edit source]

  • Rwiyo rwezvishuvo zveZimbabwe rwunorumbidza kutuswa kwevashandi rwuchiti: ‘’Mvura ngainaye minda ipe mesa, vashandi vatuswe, ruzhinji rwugutswe…’’.
  • Psalm 127:3 Ringira, vana inhaka inobva kuna Mambo Mwari, nomuchero wendani uri musharo wake.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]