Mubairo

From Wikipedia
(Redirected from Mubayiro)
Jump to navigation Jump to search

Mubairo (reward, pay) kureva icho chinopiwa munhu senzira yokutenda basa rabatwa. Mazuvano kazhinji kacho mubayiro unopiwa iri mari, asi mubairo unogonawo kupiwa sechimwe chisiri mari - ingava huku, mombe, muriwo kana chimwewo chakakodzera.

  • Ndizvozve muranda wako unonyowedzwa; mukuzvingwarira zvino musharo mukuru: Moreover by them is thy servant warned: In keeping them there is great reward. (Genesis 19:11, Bhaibheri reChiNdau ).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyungwe vanoti -baira (pay) kureva kubaira. Kinande vanoti erihemba (n. reward, remunerate).
  • VaMambwe vanoti -koneka (v. to remunerate, reward (for help given) kureva kubaira.
  • VaMambwe vanoti malipo (v. to meet obligations, pay up, reward, compensate) kureva kubhadhara.
  • VaBukusu vanoti síi.áánwa (n. present, gift, prize, reward, talent). Mamwe mazwi: khuuaanwa (v. v be given (e.g., bridegroom being given the bride)).