Musharo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Musharo (doctor's fees, reward) kureva mari inobhadharwa chiremba kana arapa murwere.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Ndizvozve muranda wako unonyowedzwa; mukuzvingwarira zvino musharo mukuru: Moreover by them is thy servant warned: In keeping them there is great reward. (Genesis 19:11, Bhaibheri reChiNdau ).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKikuyu vanoti muchara (n. wages, remuneration) kureva mari yekuhora pabasa.
  • VaLugungu vanoti musaara (wage, salary; money that an employee earns after working for a month.) kureva mari yekuhora pabasa.
  • VaLugwere vanoti musaala (payment, salary, wage, remuneration) kureva mari yekuhora pabasa.
  • VaLugwere vanoti kubba oku musaala (be a salaried worker) kureva kuva pabasa rekuhora mari.
  • VaWanga vanoti omushara (wages, salary) vachireva musharo.
  • VaKongo vanoti kusala (to work, to do) kureva kushanda kana kuita. Vanoti kisalu (n. work, job).