Svetuka kuchirochemo

Chirinda sezita

Kubva Wikipedia

Chirinda izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Garikai Chirinda; Langton Chirinda; Hazel Chirinda; Wadzanai Chirinda.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti isilinda (n. Invalid; old, decrepit person) kureva murwere anogara akarara. VaGwere vanoti kirinda (n. skirt) vachireva siketi.
  • Mambwe vanoti cilinda (a guardian, overseer) kureva murindi. Yao vanoti chilindo (a hut in the midst of a garden where a watch is kept for thieves, wild animals, etc) kureva nhungu.
  • VaLozi vanoti silinda (n. heap, pile, hoard) vachireva murwi. VaBukusu vanoti siirinda (n. root (of tree), base, foundation).
  • Sangho vanoti linda (n. penetrate; enter). Mamwe mazwi: linda (n. entry).