Chiri

Kubva Wikipedia

Chiri izita remhuri muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Hope Chiri; Kudzai Chiri; Dianah Chiri; Faith Chiri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti tyiri (a fact; a true story). Mamwe mazwi: otyotyiri (something real; true; certain; unfailing). Atyiri (present; real; sure).
  • VaLomwe vanoti chiri (truly) vachireva kuti chokwadi. Bavili vanoti cili (to be) vachireva kuva.
  • BaKalanga vanoti buchilo (life) vachireva hupenyu. VaVenda vanoti -tshila kana -hanya (v. live).
  • VaWabo vanoti cili (stake). VaChewa vanoti chiri (a high steep bank; the steep sides of a ditch).