Chima
Mataridziko
Chima izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Carlos Chima, Zvanyadza Chima, Constance Chima; Farai Chima.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaDigo neVaGiryama vanoti chima (n. monkey) kureva mhando yetsoko.
- VaGulu vanoti chima (n. Copper) vachireva kopa. Kimbundu vanoti kima (n. thing, matter, stuff, object) vachireva chinhu.
- VaWanga vanoti eshima (customs, habit) vachireva tsika kana munyire.
- VaNande vanoti ekima (n. abandoned village) vachireva dongo. Mbukushu inoti ghutjima (n. bravery; courage; spirit) kureva hushingi.