Chikoto

Kubva Wikipedia

Chikoto izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Mordreck Chikoto; Tinago Chikoto; Tawanda Chikoto; Paul Chikoto.
  • Mazwi ari pedyo: Makoto sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaTonga vanoti chikoto (abscess). VaTonga vanoti chikoto (knot, tumor, lump) kureva chipfundo kana bundu.
  • MaZulu vanoti kwamkoto (adv.loc. At a snug place, at a place of safety. See ukoto). VaGungu vanoti kikooto (adj. large).
  • MaZulu vanoti isikhothe (n. Hot, baking sun; scorching, dry wind). Mamwe mazwi: Li6alele isikhothe namuhla (It shines with a baking heat to-day).
  • Herero inoti otyi-koto (one with a protruding forehead) vachireva munhu ane gumha. Mamwe mazwi: ou-koto (inside, interior, core; depth, deepness).