Svetuka kuchirochemo

Makoto sezita

Kubva Wikipedia

Makoto izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Makoto; Tinashe Makoto; Wesley Makoto.
  • Makoto (uncertainity).
  • Makoto (Millet) kureva rukweza.
  • Mazwi ari pedyo: Chikoto.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo anowanikwa kumitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Hadiyya inoti koto (n. fragment).
  • VaFwe vanoti koto kana makoto pakuwanda (n. knot, knots) vachireva chipfundo.