Chikambi
Mataridziko
Chikambi izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Beven Chikambi; Memory Chikambi; Miriam Chikambi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Venda inoti tshikambi (n. liquor; alcoholic drink). Herero vanoti otyi-kambi (wax; also anything juicy, pressed or sucked out).
- VaYao vanoti chikambi (n. a quid of tobacco when not being chewed) kureva matsengwa efodya yemukanwa. Yao vanoti lya chikambi (chew tobacco,) kureva kudya fodya.
- MaZulu vanoti amakhambi (Medicinal herb; herbal decoction used for medicinal purposes as household remedies.). VaGiryama vanoti mu-kambi (type of plant used in cooking).
- Kinande vanoti obukambi (n. pulp of sugar cane). Kikongo inoti nkamvi (n. tissue of any kind which has been chewed and the goodness extracted, chewed refuse).