Chieloyi

Kubva Wikipedia

Eloyi mutauro unowanikwa muNigeria.

  • Eloyi vanoti o-yi (n. fire) kureva moto.
  • Eloyi vanoti embi (n. water) kureva mvura.
  • Eloyi vanoti èdúmà (n. work) kureva basa. Fananidzai nokuti kutuma
  • Eloyi vanoti eji (n. land, country) kureva nyika.
  • Eloyi vanoti ki-to (n. neck) kureva mutsipa.
  • Eloyi vanoti kúwó (n. arm) kureva ruwoko.
  • Eloyi vanoti iko (n. navel) kureva guvhu.
  • Eloyi vanoti ósú (back) kureva mushure.
  • Eloyi vanoti òtè (n. saliva) kureva mate.
  • Eloyi vanoti èzáká (n. roan antelope).
  • Eloyi vanoti kámbɛ (n. fruit bat).
  • Eloyi vanoti kopɛ (n. tilapia) kureva hove inonzi tilapia.
  • Eloyi vanoti ùsálù (n. butterfly) kureva shaveshave.
  • Eloyi vanoti èjítú (n. mosquito) kureva umhutu.
  • Eloyi vanoti ésé (n. fireplace) kureva choto.
  • Eloyi vanoti kwóká (n. headpad) kureva hata.
  • Eloyi vanoti kótà (n. winnowing tray) kureva rusero.
  • Eloyi vanoti òndokondo (n. blacksmith) kureva mupfuri wesimbi.
  • Eloyi vanoti kóndò (n. eczema) kureva chirwere cheganda.
  • Eloyi vanoti mba (v. give birth) kureva kuzvara.

[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/BC/Plateau/Eloyi%20wordlist%20paper.pdf