Mutsipa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Mutsipa

Mutsipa (neck) ndiyo nhengo inobatanidza mutumbi wemunhu nemusoro wacho. Nekumwe kutaura tinoti huro asi shoko rekuti pahuro rinozoshandiswazve kutaura gwanza riri mukati memutsipa rinodzkisa chikafu.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Chikotsikotsi kana hota (Highly vulnerable spot between occiput and nape of neck). - apa kureva nzvimbo iri pakati pegotsi neshure kwemutsipa ine njodzi ikarohwa kana kubatwa zvisina kunaka.