Svetuka kuchirochemo

ChiToro

Kubva Wikipedia

ChiToro mutauro unowanikwa muNigeria.

  • Toro vanoti a-ta (n. star) kureva nyenyedzi.
  • Toro vanoti muŋzu (n. smoke) kureva hutsi.
  • Toro vanoti itɔ̯ (n. body) kureva muviri.
  • Toro vanoti riri (n. vein) kureva tsinga.
  • Toro vanoti riri (n. root) kureva mudzi.
  • Toro vanoti biro (n. seed, stone, pip) kureva tsongoro.
  • Toro vanoti ùkùkù (n. bark of a tree) kureva gwati remuti.
  • Toro vanoti avùvù (n. rubbish-heap) kureva gomba remarara.
  • Toro vanoti were (n. day) kureva musi.
  • Toro vanoti afyá (n. compound) kureva musha.
  • Toro vanoti nyini (n. tooth) kureva zino.
  • Toro vanoti marɔ̀vɔ (n. hand) kureva ruwoko.
  • Toro vanoti hwana (n. foot; leg) kureva tsoka kana gumbo.
  • Toro vanoti yari (n. buffalo) kureva nyati.
  • Toro vanoti kuru (n. crocodile) kureva garwe.
  • Toro vanoti nyina (v. enter) kureva kupinda.
  • Toro vanoti bere (v. say; speak) kureva kutaura.
  • Toro vanoti da (v. shoot an arrow). Fananidzai nokuti uta.

[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/BC/Plateau/Alumic/Toro%20wordlist%20Unicode.pdf