ChiKwang

Kubva Wikipedia

ChiKwang mutauro unowanikwa muNigeria.

  • Kwang vanoti ara (n. place) kureva nzvimbo. Fananidzai nokuti ruvara.
  • Kwang vanoti sòmà (n. race, running). Fananidzai nokuti kutsoma.
  • Kwang vanoti nàm (n. meat) kureva nyama.
  • Kwang vanoti yàr (n. buffalo) kureva nyati.
  • Kwang vanoti mɛ̀rà (v. swallow) kureva kumedza.
  • Kwang vanoti kita (n. bow) kureva uta.
  • Kwang vanoti ba (n. two) kureva mbiri.
  • Kwang vanoti tat (n. three) kureva nhatu.
  • Kwang vanoti tɔm (work). Fananidzai nokuti kutuma.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwang vanoti lawu (swamp; wetland) kureva matoro.
  • Kwang vanoti kwak (n. hand) kureva ruwoko.
  • Kwang vanoti kumbu (n. bag) kureva bhegi.
  • Kwang vanoti seba (v. carve wood) kureva kuveza.
  • Kwang vanoti par (v. hunt) kureva kuvhima.
  • Kwang vanoti rwandi (n. baobab) kureva muwuyu.