Svetuka kuchirochemo

Chawanda

Kubva Wikipedia

Chawanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaLenje vanoti chawanda (molar tooth, back tooth) vachireva dzeyo.
  • VaYao vanoti liwanda (a foetus; fetus) kureva mwana ari munhumbu. VaBukusu vanoti bawaanda (brothers, male cousins).
  • Taabwa inoti kuanda (v. win a victory).
  • VaTege vanoti wanda (n. héritage) kureva rifa.
  • Kwama vanoti wanda (n. large bamboo basket) ibhasiketi rakarukwa nemushenjere.