Chanda

Kubva Wikipedia

Chanda izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mutale Chanda; Chanda Chibesa; Kabuswe Chanda; Gift Chanda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Bemba vanoti chanda (n. princess, noble person, pioneer) kureva muchinda. VaHerero vanoti chanda (n. caste, clanship, corporation, family name).
  • VaVenda vanoti tshanda (n. writing; handwriting). Mamwe mazwi: tshanda (n. hand; arm). Tshanda tshinna (n. right hand).
  • VaFipa vanoti icanda (darkness) kureva rima. VaGungu vanoti kyanda (n. dry season).
  • Giryama vanoti chanda (smithy) vachireva panoshandira mupfuri.