Makota
Mataridziko
- Makota (n. councilors,ministers, elders).
- Makota sezita (a family name).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kimbundu inoti kota (elder; superior) kureva vasharukwa. Mamwe mazwi: ukota (superiority; the majority; old age).
- Kimbundu inoti makota (n. elders, counselors or ministers of sobas) kureva vasharukwa kana makota.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |