Caning

Kubva Wikipedia

Caning kana Shatt mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Caning vanoti -ang (pron. my) kureva wangu, changu, zvangu] zvichingodaro.
  • Caning vanoti e (yes) kureva ehe.
  • Caning vanoti pele (v.tr finish) kureva kupera.
  • Caning vanoti pelewa (v.i is finished) kureva chapera.
  • Caning vanoti tene? (v.tr lock in jail, imprison) kuiswa mujeri. Fananidzai nokuti kutenherwa mujeri?
  • Caning vanoti ti (there). Fananidzai nokuti yakati tii?
  • Caning vanoti mune kana muduke (n. point, tip of something) kureva munzi. Fananidzai nokuti munwe?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Caning vanoti cäpari (n.sg thread, string) kureva shinda.
  • Caning vanoti curu (n. granary, grain storage place) kureva dura.
  • Caning vanoti daraga (n. shield) kureva nhoo.
  • Caning vanoti gol (water hole; water well) kureva tsime.
  • Caning vanoti Kaläg (n. God) kureva Mwari.
  • Caning vanoti kawa (no; reject a request).
  • Caning vanoti kodos (n. three) kureva tatu.
  • Caning vanoti kolos (n. arm, elbow) kureva gokora.
  • Caning vanoti logo (v. praise) kureva kurumbidza.
  • Caning vanoti malayika (n. angel) kureva ngirozi.
  • Caning vanoti mände (adv. again, also) kureva pakare.
  • Caning vanoti mäsa (n. fist of hand) kureva chibhakera.
  • Caning vanoti mes (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: mesa (n. his father).
  • Caning vanoti meza (n. creator, spirit) kureva [[]].
  • Caning vanoti ngäte (v.der. be near) kureva pedyo.
  • Caning vanoti ngga (n. mother) kureva mai.
  • Caning vanoti pan (n. child) kureva mwana.
  • Caning vanoti tandä (n. shirt, clothing) kureva hembe.
  • Caning vanoti tappa (n. large rock) kureva dombo guru.
  • Caning vanoti wadi (wrong). Manje wadi yeShona inoreva zvakapesana nezvizvi?


Duramazwi rinowanikwa paWebonary.