Jeri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Jeri (jail; prison) zvinoreva nzvimbo vasungwa vakapara mhosva dzavakatongwa nematare emhosva.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLozi vanoti tolongo (jail or prison). VaMambwe vanoti cifungo (prison, jail) kureva jeri.
  • MaZulu vanoti ilitilongo kana amatilingo (Afrikaans: tronk) vachireva jeri kana torongo.
  • MaZulu vanoti toka (v. Await trial in confinement) vachireva kumirira kutongwa uri muchitokisi.
  • MaZulu vanoti isitokisi (n. Place of detention while awaiting trial. From English: stocks) kureva chitokisi.
  • VaSena vanoti perezo (jail, prison) kureva jeri. VaGiryama vanoti chumba (prison) rkureva jeri. Chumbani (locative).