Beitbridge

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Beitbridge iguta riri muMatabeleland. Zvinofungirwa kuti muguta reBeitbridge mune vanhu 22,378 (2002). Vanhu vakawanda muBeitbridge vanogona kutaura zvese chiShona ne chiNdevere asi Beitbridge ine vagari vakawanda vanotaura chiVenda.

Guta reBeitbridge riri munzvimbo yakanakisa kwazvo kurima.