Munhu Mupara

From Wikipedia
(Redirected from Vapara)
Jump to navigation Jump to search

Mutorwa kana munhu mupara (Stranger, Foreigner) apa kureva munhu anobva kunze kwenyika kana vasiri vemhuri kana ruwa rwuri kutaurwa nezvarwo.


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Mupara (Stranger, Foreigner). Pakuwanda kwonzi vapara. Zvichida ndipo panobva zita rinonzi Chipara?
  • Mupfumba kana vapfumba pakuwanda (foreigner or alien) apa kureva munhu muwuyi, asiri chizvarwa chenzvimbo iyoyo kana werudzi rwepo.
  • Ndiri mupfumba nomunhu mupara pakati penyu: I am a foreigner living as an alien with you (Genesis 23:4).
  • Ndizvo vakapa Jakobe zveshe zvimwari zvipara zvaiya munyara dzavo: They gave Jacob all the foreign gods in their possession..... (Genesis 35:4).
  • “Ndiwe here Dhanieri, umwe wevana vakachakatwa vaJudha, vaakaunza mambo baba angu kubva kwaJudha? Are you Daniel, one of the exiles my father the king brought from Judah? (Daniel 5:13, Bhaibheri reChiNdau)

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • ... mhatso yaJakobe yakabuda kubva kuvanhu vanoereketa ndimi yevapara - (Psalm 114:1, Bhaibheri reChiNdau).
  • Ndinogara kudai ngomupara munyika: I am a stranger on earth - (Psalm 119:19, Bhaibheri reChiNdau).
  • Tingaita maemberenyi ruyo rwaMambo Mwari tiri munyika mukanza? How can we sing the songs of the Lord while in a foreign land? Psalm 137:4.
  • Zia ngegwinyiso kuti mibarirwana yako inozoita vapfumba munyika isiri yavo: Know this for certain: your descendants will be foreigners in a land that is not theirs. (Genesis 15:13).
  • ... Judah wakasvipisa ndau yakachena yaMambo Mwari yaanoda, wakaroora mwanasikana wechimwari chipara: Judah profaned the sanctuary of Adonai which He loves, by marrying the daughter of a foreign god (Malachi 2:11, Bhaibheri reChiNdau).

Mazita[chinja | edit source]

Kune mazita emhuri anonzi: Mupara, Muparaganda naChipara.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti mugwira (alien, foreigner, outsider, stranger) rinotaurwa kuLugwere richireva munhu mupara.
  • VaNgala vanoti lipaya (n. visit) kana mopaya (adj. foreign; 2. stranger; 3. visitor).
  • VaNgala vanoti .
  • VaGiryama vanoti mu-jeni (alien) kureva mweni.
  • VaHerero vanoti ovambangu (foreigner).
  • VaHerero vanoti ovina viambangu (foreign things).
  • VaHerero vanoti omundu uambangu (foreigner).
  • VaShambala vanoti mgeni (foreigner).
  • Barotse vanoti mulicaba (n. foreigner) kureva munhu mupara.