Rukangarahwe

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuTsangarahwe)

Rukangarahwe kana tsangarahwe (shallow gravely soil with perfect drainage).

Nhoroondo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Munhoroondo yeZimbabwe, vanhu vatema vakabviswa kumaruwa aiva nevhu rakaworera, vakagariswa kurukangarahwe. Izvi zvairwadza zvikuru pakuti nyika yakanga vapambwa, apa ivhu rine huchi nemukaka wenyika richirimirwa vapambevhu.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]