Rusitu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rusitu inzvimbo iri mudunhu reManicaland muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweLenje kunotaurwa izwi rokuti mushitu kana musitu (Thick undergrowth, brushwood, bushes, reeds - as in a river).
  • Vatauri veChewa vanoti situ (a thicket, jungle).
  • Vatauri veChewa vanoti nsitu (a thicket used as a burial place).
  • VaSwahili vanoti msitu (land covered by low shrubby vegetation, bush).
  • Mang'anja vanoti tsitu (many close together, thick).
  • Mang'anja vanoti tsitu (thick or close as a thicket - called nsitu).
  • Mang'anja vanoti nsitu kana chikanga (thicket) kureva rusitu.
  • VaLenje neVaLozi vanoti mushitu kana musitu (thick undergrowth, bushes, forest, woodlands, reeds - as in a river) vachireva rusitu.