Svetuka kuchirochemo

Reshe

Kubva Wikipedia

Reshe mutauro weKainji unowanikwa kuNigeria.

  • Reshe inoti akabila (n. tribe) kureva rudzi rwevanhu.
  • Reshe inoti bira (v. choose) kureva kusarudza.
  • Reshe inoti bona (v. meet) kureva kusangana.
  • Reshe inoti kuma (v. gather) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: kume (n. assembly) kureva gungano.
  • Reshe inoti masakaya (n. ash; ashes) kureva dota.
  • Reshe inoti ndare (n. sliperiness; smoothness) kureva kutsvedzerera.
  • Reshe inoti nhare (n. roar) kureva kudzvova.
  • Reshe inoti paluke (v. tear) kureva kubvaruka.
  • Reshe inoti pari (v. instruct; teach) kureva kudzidzisa.
  • Reshe inoti peepa (v. blow) kureva kupepa.
  • Reshe inoti ri-lume (n. tongue) kureva rurimi.
  • Reshe inoti rikongo (n. greediness) kureva makaro.
  • Reshe inoti rito (n. boundary) kureva muganhu.
  • Reshe inoti sua (adj. little) kureva diki. Fananidzai nokuti chitsuwa.
  • Reshe inoti tana (v. come forth).
  • Reshe inoti tololo (n. slime).
  • Reshe inoti tsotso (adj. small) kureva diki.
  • Reshe inoti tsume (v. send) kureva kutuma.
  • Reshe inoti uburando (n. beggar) kureva mupemhi. Fananidzai nokuti muranda.
  • Reshe inoti ujengwe (n. sack) kureva saga.
  • Reshe inoti ukami (adj. greatness) kureva hukuru.
  • Reshe inoti u-koma (n. iron; steel) kureva simbi.
  • Reshe inoti ukuni (adj. save; wild).
  • Reshe inoti zuku (adj. all) kureva zvose.