Mupemhi

Kubva Wikipedia

Mupemhi (kureva beggar) zvinoreva munhu anokumbira zvinhu zvinodikana kurarama hupenyu hwakanaka, kana kuti akwanise kuva nezvidingwa. Mun'wadhi rezveChikaranga rinoti Mupemhi munhu anogona kutamba kuti awane chinhu semhando yechibhadharo pamusaka pekupefoma kwake.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]