Rekai Tangwena

Kubva Wikipedia

Rekai Tangwena aiva Ishe wekuManicaland akapiwa ruremekedzo rwegamba nokuda kwebasa raakabata munguva yeHondo yeChimurenga. Nhoroondo inotaurwa inoti Rekai Tangwena akabatsira Robert Mugabe kuyambuka Rwizi Gairezi vachibva muZimbabwe vachienda kuMozambique kwaiava nemabhesi evarwi veHondo yeChimurenga. Ishe Rekai Tangwena vakapihwa ruremekedzo rwegamba vakavigwa paHeroes Acre muHarare.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita rokuti Rekai rinogona junge richireva kuti Regai.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWanga vanoti okhureka (trap; set a trap; catch) zvichireva kuteya muteyo.
  • VaWanga vanoti okhureka amarwi (vp listen attentively) kureva kuteereresa.
  • VaHerero vanoti rekamisa (stretch out the arms) kureva kutambanudza mawoko.
  • Basotho vanoti reka (v. buy) vachireva kutenga.
  • Barotse vanoti muleki (n. buyer) kureva mutengi uye -leka (to buy, to cost).