Pyam

Kubva Wikipedia

Pyam kana Fyem mutauro weAfrika unowanikwa kuPlateau State muNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Pyam inoti ahaɗyi (n. food) kureva kudya.
  • Pyam inoti ate (n. 1. father, dad; 2. guardian; 3. ancestor) kureva baba. Fananidzai nokuti tate kana tateguru?
  • Pyam inoti ayìn (n. mother) kureva amai. Fananidzai nokuti nyina?
  • Pyam inoti bwa kana bwaɗa (v. reduce, trim down, lessen, diminish, condense, shrink, ease, moderate, lower). Fananidzai kuti kuhwatsa?
  • Pyam inoti bwas (be reducing). Mamwe mazwi: bwasa (1. to shortened or reduce out of). Fananidzai kuti hwasha?
  • Pyam inoti bwol (v. decomposition, terrible spoil of something) kureva kuwora.
  • Pyam inoti ɓate (n. saliva) kureva mate.
  • Pyam inoti cangha (v. to look for something, check to find) kureva kutsvaga.
  • Pyam inoti fuli kana ful (n. foam; bubble; boiling) kureva furu.
  • Pyam inoti fusha (v. unwrap; untie). Fananidzai kuti kufushunura?
  • Pyam inoti halang (v. fry) kureva kukaringa.
  • Pyam inoti tat (num. three) kureva tatu.
  • Pyam inoti sisa (v. to wake from sleep) kumuka kuhope.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Pyam inoti bùù (void; empty; idleness) kureva demhe.
  • Pyam inoti byek (n. barren woman) kureva ngomwa.
  • Pyam inoti ɓatejala (n. blessing) kureva chikomborero. Fananidzai nokuti vatezvara?
  • Pyam inoti ɓatyejala (n. good people) kureva vanhu vakanaka.
  • Pyam inoti ɓyete (v. come along).
  • Pyam inoti ciɗo (n. family) kureva mhuri.
  • Pyam inoti cika (v. to turn) kureva kupinduka.
  • Pyam inoti cungul (n. the source of a river or stream) kureva panovambira rwizi.
  • Pyam inoti fur (v. 1. to beat; 2. to flog someone). Fananidzai nokuti kupfura?
  • Pyam inoti gwete (n. pottage) kureva muto wakakora.
  • Pyam inoti hate (n. middle; centre of) kureva pakati.
  • Pyam inoti ɦwala (1. big, especially in size or age; 2. the elderly).
  • Pyam inoti lau (n. marshy soil).
  • Pyam inoti njiki (truth, sincere, being honest) kureva chokwadi.
  • Pyam inoti nyawi (n. hyena) kureva bere.
  • Pyam inoti pya n. land; universe; world) kureva pasirose.
  • Pyam inoti pyeel kana pyeeli (n. plant flower, bud; budding new leaf).
  • Pyam inoti ranga (n. handbag, mostly used by women) kureva bhegi.
  • Pyam inoti shizha (v. frighten, scare, terrify, panic) kureva kutyisa.
  • Pyam inoti shop (n. spear grass).
  • Pyam inoti tangal (v. chew, masticate, munch) kureva kutsenga.
  • Pyam inoti tara (n. carpet grass).
  • Pyam inoti tom (v. send) kureva kutuma.
  • Pyam inoti zanga (n. the hard core to which each kernel of corn grain is attached) kureva guri.
  • Pyam inoti zhom (n. guinea fowl) kureva hanga.

Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.