Svetuka kuchirochemo

Nyika

Kubva Wikipedia

Nyika (country; territory) zvinoreva dunhu kana nzvimbo inogara vanhu kana inotonga naIshe kana mumwewo mutungamiri.

Somuenzaniso:

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Digo vanoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva sango. Venda vanoti shango, muvhuso (n. State) kureva muvuso.
  • Swahili inoti nchi (country, earth, land, district, region). Lenje vanoti chisi; nshi; nsi (country, region, land, district, village & its neighbourhood).
  • Herero inoti ou-ye (the whole world). VaMambwe vanoti mpanga (country) apa kureva nyika.
  • Swahili inoti mtaa kana mitaa (1. district, quarter of a city; 2. rare state (as an administrative or territorial unit).
  • VaNgala vanoti mboka (country, village) iri nyika kana musha. Mamwe mazwi: mwana mboka (son of the country) kureva chizvarwa chenyika.