Nyengo sezita

Kubva Wikipedia

Nyengo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Nyengo Phiri; Nyengo Msiska; Nyengo Manase; Nyengo Mkandawire.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chewa vanoti Nyengo (season, time) kureva mwaka kana nguva.
  • Nsenga vanoti nyengo (n. a time, occasion).
  • Bambara vanoti ɲɛngo (n. jealous person). Mamwe mazwi: ɲɛngoya (n. jealousy).