Nyamupachitu
Mataridziko
Nyamupachitu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Gerald Nyamupachitu; Isaac Nyamupachitu; Cephas Nyamupachitu; Theresa Nyamupachitu.
- Mazwi ari pedyo: Nyachitu sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaMambwe vanoti citu (n. a kind of edible tuber) rudzi rwemudzi unodyiwa sezvarehwa.
- Zigula vanoti chiti (n. chair) vachireva chigaro. Mamwe mazwi: viga va chiti (n. chair legs).
- Kinande ekitu (n. cloud; packet) kureva gore kana paketi. Maore vanoti shitru (n. thing) kureva chinhu.
- VaKongo vanoti jitu (respect, honour, character, good reputation, esteem) kureva ruremekedzo.
- VaKongo vanoti jitiswa (to be distinguished, respected). Mamwe mazwi jitisa (to respect, honour, esteem).
- Kikongo inoti ekitu (n. metamorphosis, change, altered appearance, transfiguration). Ejitu (n. heaviness, weight) kureva uremu.
- VaLunda vanoti chitu (Wound) kureva chironda. VaMakua vanoti mchitu (place) kureva nzvimbo.