Svetuka kuchirochemo

Nyamundanda sezita

Kubva Wikipedia

Nyamundanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tapwa Nyamundanda; Tendai Nyamundanda; Nyasha Nyamundanda; Zandile Nyamundanda.
  • Kundandisa (cause to stand in a line) zvinoreva kumisa zvinhu kana vanhu zvakaita mudungwe.
  • Mazwi ari pedyo: Mundanda sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chewa inoti -ndandalika (to stand or sit in line). Chewa vanoti kundandalitsa (to put in order).
  • Kikongo inoti ndandani (n., order of rank or precedence or in which one follows the other). Mamwe mazwi: e ndandani (adv. following each other).
  • Kikongo inoti landa (v. to follow, go after, chase, pursue, run after, fetch, escort). Kikongo vanoti ndanda (a following).
  • Kimbundu inoti undanda (n. audacity; boldness; daring). Mamwe mazwi: kindanda (audacious, daring, foolhardy).