Svetuka kuchirochemo

Mundanda sezita

Kubva Wikipedia

Mundanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neCongo, Kinshasa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu.

  • Chewa inoti -ndandalika (to stand or sit in line). Chewa inoti kundandalitsa (to put in order).
  • Kikongo inoti landa (v. to follow, go after, chase, pursue, run after, fetch, escort).
  • Kikongo inoti ndanda (a following).
  • Kikongo vanoti ndandani (n., order of rank or precedence or in which one follows the other). *Kikongo inoti e ndandani (adv. following each other).
  • Kimbundu inoti undanda (n. audacity; boldness; daring).
  • Kimbundu inoti kindanda (audacious, daring, foolhardy). Chewa inoti kutantama (to align).