Mundanda
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKundandisa)
Shoko rokuti mundanda (an arrangement of things in line) rinoreva kurongeka kwezvinhu pamutsetse zvichidevana nehukuru hwazvo.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vavhimi vanofamba vakandandira - Hunters walk line abreast. Vamwe vanoti kufamba nerunda.
- Ndandisa masoja - Make the soldiers dress their ranks.
- Shoko rokuti kurunda rinoreva kuronga zvinhu zvakaita mutsetse panzvimbo - arrange in line. Vamwe vatauri vanoti kundanda kana kuti kundandisa.
- Mazwi ari pedyo: Mundanda sezita; Nyamundanda.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti kundandalitsa (to put in order; to arrange or set in order). Nyanja vanoti kundandalika (stand or be placed side by side).
- VaMambwe vanoti -tantama (to be in a row, stand in line) kureva kundandarika. Mamwe mazwi: -tantamika (to line up people, place things in a row) kureva kundandarika kana kundandiswa.
- VaMambwe vanoti -tantikanya (to place people or objects in line) kuisa pamundanda. VaTonga vanoti kundandama (to put in line; to arrange or set in order; set in a queue).
- VaLenje vanoti ambana (1, be in a row - side by side; 2. touch each other, be close together, stand in line - abreast) vachireva kumira mundanda.