Nyamakope

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyamakope izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Gope (1. Peak of a cap, 2. Hair hanging down face - generally of animal).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti chikope (the eye brow) kureva tsiye dziri munyasi mehuma.
  • Mururimi rweYao vanoti chikope (the eye lid).
  • Mururimi rweNyungwe vanoti cikope (the eye lid).
  • Mururimi rweUmbundu vanoti ekope (old resident).