Tsiye

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tsiye (eye-lash) Ivhudzi rinokura kumusoro nekuzasi kwemaziso.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti nsidze (the eyebrows and also eye lashes) zvichireva tsiye.
  • Mang'anja vanoti chikope (the eyelid) zvichireva rukanda runovhara ziso.
  • Mang'anja vanoti kope (eyebrow) zvichireva vhudzi riri zasi kwemhanza pamusoro peziso.
  • VaTaita vanoti ngoi (eyelashes) vachireva tsiye dzepamaziso.
  • VaShambala vanoti ngohe (eyelash) vachireva tsiye dzepamaziso.
  • VaShambala vanoti sige (eyebrow) vachireva tsiye dzepazasi pehuma.
  • Mururimi rweDigo vanoti kophe (eyelashes) kureva tsiye.
  • VaMakua vanoti nikwikwi kana makwikwi pakuwanda (eyebrow).