Kusesedza
Jump to navigation
Jump to search
Kusesedza (to lead to, guide).
Kureruta Mutauro[chinja | edit source]
- Kusesedza mwana wenherera kumubereka kumusana. In order to guide an orphan one has to carry him on the back.
- Anondivatisa pamafuro manyoro, anondisesedza pamvura inozorodza, anoponesa mweya wangu. He makes me lie down in green pastures, he leads me beside quiet, he refreshes my soul waters(Psalm 23:2 Bhaibheri).