Nhara sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhara izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: William Nhara weZanu-PF.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Izwi rokuti intare (region, area) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda.
  • BaKalanga vanoti nala (adj. - red brown markings on an ox) kureva mavara matsvuku ari pamombe.
  • VaLenje vanoti itala kana tala (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side) vachireva rimwe remativi maviri, zvikurusei divi riri mhiri kana divi riri kure racho.
  • VaLenje vanoti kutala (on the other side, beyond) vachireva kune rimwe divi tadarika patiri.
  • VaTonga vanoti nhala (rake) kureva rheki.