Chitare sezita
Mataridziko
Chitare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Moses Chitare; Tinotenda Chitare; Samuel Chitare.
- Mazwi ari pedyo: Chitari sezita; Chitara sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Baila inoti katale (a rough piece of iron; rough unwrought iron) vachireva kasimbi kasina kukwana pakunyautswa.
- Kinande inoti eritala (v. get lost, go astray) vachireva kurasika. VaFwe inoti ci-tare (tool; piece of iron) kureva chisimbi.
- VaVenda inoti tshitale (n. stable. From Afrikaans: stal). VaGwere inoti butaala ( freedom; state of being free).
- Mang'anja inoti chitale (n. a tree, a thread used for arrow). Bwile inoti mutali (adj. long) kureva kureba.