Ngarluma
Mataridziko
Ngarluma mutauro unowanikwa kuAustralia.
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ngarluma inoti buthunguru (adj. light yellow) kureva yelo. Mamwe mazwi: bibi (n. breast) kureva zamu.
- Ngarluma inoti gambu (short) kureva pfupi. Fananidzai nokuti gambamwedzi
- Ngarluma inoti gana (noun. clear ground; scrubless country) kureva gan'a. Mamwe mazwi: gana (light, clear) kureva pachena.
- Ngarluma inoti gumba (n. face) kureva kumeso. Mamwe mazwi: nyandi (n. forehead.) kureva huma.
- Ngarluma inoti nyurru (n. nasal mucuos; snot) kureva madzihwa. Mamwe mazwi: -wila ( like, resembling, semblative case marker).
- Ngarluma inoti yijangu (fresh). Mamwe mazwi: manhara (flat, clear area).
- Ngarluma inoti manharra (n. river sand.) kureva jecha rerukova. Mamwe mazwi: nhayi (n. root of tree) kureva mudzi.
- Ngarluma inoti warra (vast) kureva pakatambanuka. Mamwe mazwi: gurri (adolescent gir) kureva mhandara.
- Ngarluma inoti babu (n. uncle - father's brother) kureva babamudiki kana babamukuru.
- Ngarluma inoti majarra (n. lower grinding stone) kureva guyo. Mamwe mazwi: majiri (a nice thing).
- Ngarluma inoti mara (n. hand) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: wangga (n. language) kureva mutauro.
- Ngarluma inoti wirrili (n. fast) kureva kuviruka. Mamwe mazwi: wirruru (fast) kureva kuhwiririka.
- Ngarluma inoti jaji (young boy) kureva kakomana. Mamwe mazwi: gaja (n. older brother) kureva mukoma.
- Ngarluma inoti madiri (fresh, clean) kureva freshi. Mamwe mazwi: gaga (uncle - a man's mother's brother) kureva sekuru hanzvadzi yamai.
- Ngarluma inoti barraru (n. smallpox).